®™ KANA MUCHIVERENGA BIBLE VERENGAI OLD AND NEW - TopicsExpress



          

®™ KANA MUCHIVERENGA BIBLE VERENGAI OLD AND NEW TESTAMENT Kune vanhu vazhinji vasingadi kuverenga old testament iri mubhaibheri vachiti zvinhu zvekare, vamwevo havadi kuverenga new testament. Vanokanganwa kuti bhaibheri rose ndera Mwari wedu umwe chete (Psalms100 vs 3). Kana ari Kristu unoti voose vanoramba kuverenga new testament nezuva iro muchaziva kuti baba vari mandiri neni ndiri muna baba (Johane 14 vs 20), kureva kuti bhaibheri nderaMwari rose.
Posted on: Thu, 05 Dec 2013 05:46:25 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015