Kakomana JOE kakaenda pa next door kachida kunotamba ndokusvika - TopicsExpress



          

Kakomana JOE kakaenda pa next door kachida kunotamba ndokusvika mai na baba vepo vachipopotedzana murume ndokuti kumukadzi uri hure; JOE ndokumhanya kudzokera kumba kakasvika mai vako vachikanya flour yekubika ma fetter zvikanzi nhai mhamha hure chii? mai vaJOE ndokuti hure zvina zvandirikuda kubika ne flour iyi;zvisinei JOE kakaramba kakachengeta mumoyo apa zuva iri pamba pavo paive nechina chamadzimai;Amai vakabva vakavharira mubedroom mako kuti kasakanganisa china zvikanzi kana pane chawada undidaidze...JOE kakati kati garei nzara ndokubaya ndokubudisa kamusoro si;si;si madzimai ese akabva anyarara kuterera chikomana zvikanzi mhamha mhamha kachizevezera koo ndipeiwo ka 2 mahure ndimbo nakirwa ndirimuno..
Posted on: Tue, 24 Sep 2013 19:33:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015