Kunetsa kwamai Guru vasingadi kugara naBamunini mudhorobha - TopicsExpress



          

Kunetsa kwamai Guru vasingadi kugara naBamunini mudhorobha vachitsvaka basa. -vanogara vakango mudhura -hanzi bamuni varikudidongorera ndichigeza -vanomukira ku next door, vondokwata, vozokubikira kasadza katete, masikati . -bamunini varikumesa mu toilet -mubvise bhutsu muchipinda mumba handina varume vaviri pano -bamunini havadi kumukira kubasa, vanoswera vachiita zvembanje -upfu mazuva hagusikugara vanobika sadza ndisipo Wedzeravo zvawakambosangana nazvo zvinoitwa nana mai guru,vanonetsa. Wedzera mamwe masasi ana maiguru tione
Posted on: Sun, 01 Sep 2013 05:58:39 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015