Lion of Judah we worship you ,we cal upon your name because no - TopicsExpress



          

Lion of Judah we worship you ,we cal upon your name because no one can battle with you. We know we are winners ,the devil knows that he has no chance. We tank you for the gift of life you give us each and everyday without payment. Munongotikombor era zvakadaro wedenga, titarisei pachibuda tichienda kunobata mabasa kasiyana siyana,vana vechikoro vavhara nhasi, fambai navo baba wedenga. Take control of our lives ,be our driver. Mweya yekudeuka kweropa baba ndairaira nezita raJesu ,ngaishaiwe simba baba , paradzai mazano emuvengi ,matare atakagarwa ngaaparadzwe nemi, varipo vakatiteyera misungo kuti patinongomuka chete ,tobva tasangana nazvo but right now i say go back kunasender . Varwere, vasina pekugara, varikuchema shirikadzi ne nherera ivai navo baba. Ndatenda wedenga nokuti matiropafadza nechekare, muzita raJesu........
Posted on: Thu, 10 Apr 2014 04:47:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015