Makadini zvenyu ?. Vanotuka tukayi zvenyu ,Asi vachabatsira mwari - TopicsExpress



          

Makadini zvenyu ?. Vanotuka tukayi zvenyu ,Asi vachabatsira mwari akugonereyi . Ndakadanana nemukomana 2004 tikaita gore rese tichidanana 2005 tikachovha futi ,problem mukomana uyu ayindi chita ,ayida vakadzi zvakanyanya , ndichigara ndichi mubatikidza , then rimwe zuva ndaka fonerwa neshamwari yababa mudiki vangu , akati arikuuya to pick me up , saka wangu mukomana ayingewo asina kurara kumba , i thought ndiri kumugonawo , takasvika tikarara tese condom ndiro kutsemuka kunge siketi apo munhu atundira mukati mangu . Ndadzokera kumba kwangu , plus mukomana wangu ayindi kuvadzisa ne nzara , akangopinza musoro wayo woto tunda ,no romance ,ayida kiss chete . After 2 months ndakatanga kuona kuti ndava nemimba , ndikaudza mukomana wangu akati no problem , shamwari yababa mudiki akati handi unemukomana wako saka ndiy muridzi wemimba , 2006 may ndabatsirwa mwana musika ,after 10 months ndakadzokera kumurume nekuti anga atumira tumari tushoma kumba kwedu , ndakwira bhazi ndakananga Botswana kutevera baba, wanikweyi munemukadzi ,kamwana kakomana , ndakapererwa , ndakamudzinga ,mumba macho maive nemishonga muma cobra , murume uye anga adyiswa akaguta nemishonga , zvisina we separated , akaroora ivo mayi vemushonga , saka murume uyu akazoshaya 2009 iri TB ne AIDS , mwana wacho arikufanana na shamwari ya babamudiki vangu ,tsoka ,muviri zvose ,prob ndaedza kutsvaka shamwari yababa mudiki handisi kuyiwona ,internet ,fb ndashaya .ndibatsirewo madzimayi ndodini ,ndikamuwana ndotangira papi . Ndongoda mwana azive biologically father chete , anogarovhunza baba varipi , chandiri kukumbira ribatsiro ,vanotuka kupedza nguvaa
Posted on: Tue, 01 Oct 2013 14:33:04 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015