Muri sei rastar.makaipa makaipa.ngoma wakumberi kana winky - TopicsExpress



          

Muri sei rastar.makaipa makaipa.ngoma wakumberi kana winky mupfungwa atori kukuzivai kti paita rasta.kwandri makumberi pana winky taishaya rasta chaivo vane styra yechrasta makazouya pafair.song yenyu inondibatabata ndini uya uya,ndongosimudza musoro hahahaha hamuite hamuite.marastar andofever fistly paone souljah lv,waseh kinnah,toky vybz,shnso man,power rasta.rasta chunay magikal anorova mafana muwedzerei.ndokudai ndokudai.mai mufana vari sei.chsutu chegreen one luv
Posted on: Sun, 20 Jul 2014 11:03:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015