Murume anga arikumba kwake achibva ataurira mudzimai wake kuti - TopicsExpress



          

Murume anga arikumba kwake achibva ataurira mudzimai wake kuti anoda tea ine mukaka ne chingwa chakazorwa magarine, chine nemazai. So the wife prepared the tea and asati atombodii, the man shouted "Kurumidzai, kasi mvura yacho murikunochera kukanzuru kwacho here." She answered, "yakuto boiler baba." Before a minute was over he shouted again, "aikazve, kunonoka kasi mukaka murikutonokama mombe here" she replied, "mukaka urimu fridge shewe, ndakutopedza." While the woman is preparing the food, the man continued to yell different things like, "aaah, ndiwo mabatirwo anoitwa spoon" or "amai mwana ita muchitarisa poto yenyu, zvinenge zvaita" or "hamusi makupisa here" or "Iwe mukadzi, usaite kunge munhu arikubika ne kenduru (candle) wazvinzwa. Kurumidza".....So bcz of the pressure the woman decided to hurry with tea and bread, mazai achifanoita. The man looks at the plate and says, "aah kuita kunge mamanikidzwa, saka magarine maisa pachingwa?" So the woman hurries and gets Stock magarine to which the man says, "iwe mukadzi iwe urikuunza magarine asiriwo, ini ndakati ndinoda Buttercup" the woman rushes back to get the right magarine, by then the eggs are ready, so she brings the magarine and the eggs. So the man sees the magarine and not the eggs and says, "aaah, kasi huku yamakamirira haisati yakandira? Mazai acho aripi?" the wife softly replies, "mazai ndauya nawo baba aya". The man stares at the fried eggs and says, "zvipiko, futi mabika zai risiriro".... Ayas, zvevarume vanoshusha. Pasi nekushusha mudzimba umo
Posted on: Tue, 03 Sep 2013 13:48:49 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015