Ndadzokazve semutsigiri mkuru we Man utd kuti ndiongorore - TopicsExpress



          

Ndadzokazve semutsigiri mkuru we Man utd kuti ndiongorore matambiro atakaita ne Soton nezuro,,,,Ini ndiinoona sokunge Man utd is a bunch of useless and overrated players in the likes of Dimaria and mata vasina nechinozivikanwa,,,,to make matters worse unonzwa tichida kumu compare nanaHazard idzi dzinova simbi dzebasa,,,,,Ndinoona zvakare taiseka Chelsea kuti yakadrawer nesototo asi iyo yakato drawer navo away apa isu takarapwa pahome pedu sandi kunyadzisa kwazvinoita apa tisina kana short on target,,,,Ndoona zvakare isu semafans eMan utd tine kahunu kekuti tikarohwa tinenge tichingoda kupinzira Mourinho zvino izvozvo ngazipere takarohwa takarohwa,,,,,,,Touya kune iro rinonzi Van girl,,,paya hapana chinozivikanwa unoona rakangogara pasi nezibook pasina kana nechinozivikanwa,,,,,,NDIKUNZWE UCHITI TIRI MATITTLE CONTENDERS NXA,,,,,PRODLY GGMU!
Posted on: Mon, 12 Jan 2015 08:45:46 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015