Ndakambotaura ndichiti magetsi anoda a positive and a negative - TopicsExpress



          

Ndakambotaura ndichiti magetsi anoda a positive and a negative terminal so that current will flow. Iwe uchiti zvinoita panotoda vamwe vanoti hazviite, ndosaka bhaibheri richiti Jehova vanogadzira tafura pamberi pevadzivisi tigoidya varipo. 18 July Harare allnyt irikuzobudirira, vamwe vachiti hazviite isu vamwe tinoti naJesu hapana chinoramba. Satani haana a physical body kana atsamwa anotopinda mumunhu otsamwa nekupopota ari mumunhu. Chingava chiyi chimwe chingarwise zvine chekuita nekurumbidzwa kwaJehova kana akasava satani anotaura achoshandisa vanhu. usaore moyo kushandira Mwari, pano ini hangu hupenyi hwangu hwashanduka, testimonies are coming in day and nyt. Usaodzwe moyo nekutaura kwevanhu . Whatever you are going thru ziva kuti naJesu zvinoita chete.
Posted on: Sat, 12 Jul 2014 16:57:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015