Ndakanzwa mumwe munhu achinzwira tsitsi BUT iye akatoseka zvake - TopicsExpress



          

Ndakanzwa mumwe munhu achinzwira tsitsi BUT iye akatoseka zvake akati ' I AM COVERED.' uummmmh MWARI akapa NOAH instruction yekuvaka ARK ,ndokubva amuudza material nema measurement {genesis 6:14}. Uchaona kuti zvaive muhurongwa hwaMWARI kuti MAFLOODS aveko BUT uchaona futi kuti MWARI akauya neSOLUTION yeARK. ARK yaifanira kufloater pamusoro pemvura kana mvura yakunaya. MAPROBLEMS ANGAVEPO BUT HAANYUDZE IWEWE! Nzwisisisa kuti varikuzorarama imhuri yaNOAH nemhuka dzaive muARK chete. Kureva kuti vamwe vachinyura nemvura panze vari mukati vari 'COVERED' Vari kufloater pamusoro pemvura iri kunyudza vamwe. Ummmmmh ndazonyatsoona kukosha kwe 'covering' Same mvura iri kunyudza vamwe haisi kunyudza vari covered BUT iri kutoita kuti vafloater pamusoro. SAME DROUGHT ASI YAKUDZA ZVIRIMWA ZVAISAAC EGA nekuti mwana wechipikirwa. Ndatumwa naMWARI kuzoparidza kukosha kweCOVERING yeropa raJESU. ZVICHASHUNGURUDZA VAMWE ASI HAZVISHUNGURUDZE IWEWE NEKUTI YOU ARE COVERD BY THE BLOOD OF JESUS. Horaiti ,horaiti ummmh kuramba mvura ichihodzvomoka ndokunyanya kukwirira kuri kuita ARK. MWARI solution yamakauya nayo panguva yaNOAH ndinoida pamazuva angu ini. Kana ndiri COVERED mhere ndigoinzwa panext door. Nyambisirwa nyaya haisi yekugona kutuhwina BUT unoshambira uchiendepi mafloods zvaazere kwese kwese? Ukatuhwina wakananga kwatete ,vanokuudzawo kuti mafloods ari kuno futi,' bamukuru vako havasi kutorarawo pamba mazuva ano' tete vawaenda kunochemera vanodaro. Urikuzviona here kuti vari COVERED ndivo vari muARK. Ehe tizira kunaJESU ndochete kuri SAFE. IZVI ZVEKUMBOTUHWINA NEMAGOTSI IZVI MUCHIVIMBA NEKUGONA KWENYU KANA MADEGREE ENYU MUCHANETA ZVENYU.
Posted on: Tue, 01 Oct 2013 09:42:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015