Ndinonamata kuna Mwari vari kumusoro kudenga vakatendeka vagere - TopicsExpress



          

Ndinonamata kuna Mwari vari kumusoro kudenga vakatendeka vagere pachigaro cheushe hwehumambo. Mazvita Mwari wamasimba ose nekurara kwamaita makatichengeta uye nekuti mutsa tiri vapenyu uye tiri vatano. Mangwanani ndinonamata kuti munhu wega wega ari pano pa page rino revakundi akomborerwe nekuropafadzwa zvakapfurikidza. Ngative vakundi nekupfuurira as our name says. Ndinonamata kuti munhu wese ari pano asingashande awane basa nezita ramambo Jesu werugare. Ndinonamata kuti ani nani anorwara ngaaporeswe neropa raaishe Jesu. Ndinonamata kuti kana uri mwedzi uno wa August Mwari havasi kuzokusiya wakadero. Ndati kana uri mwedzi iwo uno maropafadzo nemakomborerro hazvisi kuzokupfuura nezita neropa regwayana. Ndinonamata navose vari pa page rino kuti vose vane dzimba dziri kugeda~geda semeno dzidzokere panzvimbo nezita raJesu. Ndinonamata kuti your marriage kana isina kusimba kana ichida kuputsika kubva zvino I command the Holy Ghost Fire kuti zvose zviri kutadzisa imba yako kumira zvakanaka zvisuduruke nezita raJesuuuu. Right now I commmand every evi spirit which is blocking your blesssings in your life in the name of Jesus. I command every evil spirit which is bloking your progress in your life in the Mighty Name Of Jesus. I command any demon and any satanic which is causing suden death in your family in the Mighty Name Of Jesus. Ndinotaura moto mangwanani ano ndinotaura ropa regwayana mangwanani ano. Pose pakabatwa newakaipa ngaparegedzwe. Pose kapasungwana nadhiyabhorosi ngapasunungurwe nezita neropa ramambo Jesu weNazareta. Mwedzi uno you have to witness the wonders of God in life. Taneta nevatendi vasina kana ma~testimonies vasina kana zvekupupura kuna Mwari wavo. Enough is enough wakajaira satan kuita zvaunoda nevana vaMwari but this morning ndinosasa ropa rechikuriri. Ndinosasa ropa rine simba pamusoro pazvose. Mangwanani ano ndinotaura zita rinoti rikadanwa zvisi zvepo zvinotama zvisi zvepo zvinosuduruka nezita raJesuuuu. Kana wanamatawo munamato uyu daira amen kuna Jesu
Posted on: Sun, 03 Aug 2014 04:34:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015