Nendawu yekuti vana vemuzimbabwe vangavasinga nyotso ziva chinonzi - TopicsExpress



          

Nendawu yekuti vana vemuzimbabwe vangavasinga nyotso ziva chinonzi politics, tinongofungidzira kuti kutuka mutungimiriri wenyika ndidzo politics....kwete handizvo and we know your behavior toward the Head of State is burn from your national leadership.Musazvipamha hanti. In 2008 we examine those points which were given by Morgan Tsvangirai in this campaign... one of it was an interview of which said , Mugabe must be removed from power by all means or he must voluntarily leave the country and asadzoka futi .The question we asked ourselves then was saka muchinda uyu anoda kuvaMugabe vaende kupi kwacho vachisiya nyika yavakagwira ?
Posted on: Wed, 19 Jun 2013 17:24:54 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015