Nguva yePassover vanhu vaienda kuJerusalem ndiko kwavainamatira - TopicsExpress



          

Nguva yePassover vanhu vaienda kuJerusalem ndiko kwavainamatira and some had to travel long distances. and nekudaro kana uchida kuuya nemhuka yako yekupa seSacrifice zvainetsa nekuti paDistance ipapo yaigona kufira munzira nenzara or nyota so the best option waitakura iri cash so that kana wasvika kuJerusalem you will then buy your animal ikoko. nekuda kweSituation iyi some people took advantage, kwakutanga kutengesera mhuka kuTemberi and vachiOvercharger. vakutora system yechinamato as a way to make money. even today we have people who are talking advantage of others vachitora kunamata as a away to make money. but Jesu paakapinda muTemberi umu haana kusiya system yakadaro ichienderera mberi, he overturned maTables emaMoney changer, and drove out the animals..(John 2:12-22).your body iTemberi yashe ndizvo zvinotaura Bible, so allow Jesu kuti apinde mutemberi iyi and once apinda mairi He will teach you zvokwadi chaiyo kuti urege kurohwa mari nematsotsi anohwanda neBible. vamwe varikutengeserwa healing chaiyo, vamwe vanonzi bhadhara mari kuti uwane break through, as if Mwari ndewe vapfumi chete, ko uyo asina mari anoiwana sei break through. church dzakuita imwe fund raising inohwanda neBible. pachitengeswa zvinhu zvakasiyana siyana and you are made to believe kuti ukashaya chinhu ichocho life yako haifambe. Jesu akadzinga mhuka dzaitengeswa nekuti iye is the true sacrfice yainge yaiuya kuzoReplacer the old system yekupira mhuka chaidzo. as long Jesu asati apinda mumoyo mako, unoramba uchibirwa mari being abused by other people all in the name of religion. allow Jesus to come into the temple (your body) and He will drive away all that ignorance irikuitwa kuti utsotswe nevamwe vanhu in the name of religion
Posted on: Wed, 03 Sep 2014 14:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015