Nyambo anga anzwa nekutsvaka basa... Then finally 1 day akawana - TopicsExpress



          

Nyambo anga anzwa nekutsvaka basa... Then finally 1 day akawana basa reku driver paMental hospital... His first job was to transport mapenzi 20 from Harare to Bulawayo - Engutsheni. Mota yacho yanga yakaita kunge dziye dzekuPrison.. Nyambo was told never to open the truck munzira no matter what... So he set off for Bluez.. Akuda kusvika paNorton rimwe benzi rigotanga noise richida recess.. Nyambo ignored but the noise was too much se he decided kurivhurira for a minute.. Mapenzi ese akabuda achimhanya musango.. Hapana kana raakabata.. He was so stressed.. First day pabasa here amana... Zvisineyi, akabva asvika hake muNorton ndokugaya. Akati zano nderipi.. Akabva adeedzera dhora Bulawayo.. Mota haina kumboita 5 minutes yanga yazara.. Nyambo akarova mota straight to Bluez.. Straight to Engutsheni Mental Hospital.. Apa vanhu vanga vakuita noise coz anga adarika ma stop avo.. Achisvika paHospital vanga vakatomumirira. . Pavakanzwa noise vakabva vatihaa anhasi aya anenge anopenga moto.. Vanhu vaye the more they explained how they got there, ndopavaitonzi maiwee vabayeyi ma injection tozovaona mangwana.. Apa Nyambo akapaka hake, not even a word! MORAL: Everyone qualifies for mental hospital. Its just depends on your situation and most importantly who is assessing you. Ungadawo $1 Norton to Bulawayo, ndookupenga kwacho.
Posted on: Wed, 12 Mar 2014 18:13:13 +0000

Trending Topics



Salamo 55:1-8...E faaroo mai, e tau Atua, i ta u pure; eiaha e
The fault lines of conflict are often spiritual, one religion
The Supreme Court agreed Friday to review a challenge to the
Father in Heaven, we love you and praise you. You created the

Recently Viewed Topics




© 2015