Pliz hide hide, kufara kwamuri tete nedare, ndrimusikana ane makore 24 ekuberekwa. Tete ndine dambudziko rekuti kana ndichiita bonde handitote kwete, hongu pandinobatwa, ndinonyatsonzwa kuda ndongototesa zvishoma zvobva zvapera saka handinyaya yekuti mukomana wangu haagone kubata, nyangwe ndikaitwa romance yekuti ndinenge ndichatunda handitoti kwete, kana mafuta econdom anotopera ndotowoma, zvekuti kana akazonyanya kuitisa rinodambuka, izvi zvakundipa dambudziko rekuti ndinolooser concerntration ndichingotya kudambukirwa necondom, nekungomuti buritsa tione kuti harina kudambuka here,kune vazoziva pliz pane zvandingaitewo here kuti nditote, malubricants mukomana haamade nekuti zvinobva zvanyanya kutsvedza, kusvuuka handisvuuke hangu asi ndinozosara ndichipiswa nesikarudzi. Ringangova dambe asi zvakundinetsawo kuti ndiri normal here kana kuti kwete Ndatenda kune vachabatsira.
Posted on: Thu, 11 Jul 2013 13:14:46 +0000