SHABANIE FC SUSPENDS SENIOR PLAYERS OVER - TopicsExpress



          

SHABANIE FC SUSPENDS SENIOR PLAYERS OVER STRIKE........................... Chikwata chebhora cheShabanie Mine fc chakamisa basa vakomana vana vanoti Caleb Masocha,Smart Muchabaiwa,Simbarashe Gate naVictor Twaliki nenyaya yekuti vanonzi varikufurira vamwe vatambi kuti varamwe kutamba bhora nekuda kwekuti Shabanie inemari dzaisina kuvapa.Masomere akaudza vatambi ava kuti vadzoke sezvo vachazozvidemba asi vakaisa zvimiti munzeve nekuti vaida mari dzavo.Pamutambo wakatambwa nezuro maiva nevamwe vatambi,panzvimbo yaTwaliki pagedhe paiva naNengomasha Muranganwa.Nezuro Shabanie yakatamba neTripple B ikahwina 3-2.Ndizvo here zvakaitwa neShabanie izvi kana kuti varegerere vakomana ava.You can read more on our website news24zim.Dot aneyeseka.TINOBVARURA NEWS.
Posted on: Sun, 03 Nov 2013 09:34:29 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015