SHOES OR NO SHOES, I WILL PRAISE GOD. Pane umwe mukomana - TopicsExpress



          

SHOES OR NO SHOES, I WILL PRAISE GOD. Pane umwe mukomana akatengerwa bhutsu dzinodhura neimwe church member. Yakati yasvika nguva yepraise and worship muchurch mukomana uyu kwakusimuka achitsvika jive. Nyakutenga bhutsu zvakamurwadza kuti shuwa here bhutsu dzandakatenga mari zhinji, munhu arikuita zvake dzekutambisa muchurch. Kwakudeidza mukomana uyu parutivi, akamutsiura kuti don’t abuse bhutsu dzandakakutenge ra because dzakadhura. Mukomana ndokukumura shangu idzi and handed the pair back kune murume uyu akati “shoes or no shoes, I will dance for GOD, torai shangu dzenyu baba but inini handisi kuzorega kufarira Mwari wangu” without shoes akaendera mberi nekufarira Mwari wake. Let me tell you ndichiti, kunyangwe zvinhu zviome zvinake, ramba uchinamata, zvivave, zvitapire, keep on praising GOD, shoes or no shoes, keep on praising GOD. Shadrach, Meshach, and Abednego vakataura vakati whether Mwari vakatiponesa kubva mumoto or vakasatiponesa, hatizi kuzopfugamira chiumbwa chenyu Daniel 3:16-19. Whether Mwari vakupa chauri kunamatira or havana kukupa, keep on praising GOD This prayer is 4 u.........! Stars do not struggle to shine, rivers do not struggle to flow, and you will never struggle to excel in life, because you deserve the best. Hold on to your dream and it shall be well with you... Amen The eyes beholding this message shall not behold evil, the hand that will send this message to others shall not labour in vain, the mouth saying Amen to this prayer shall laugh forever, remain in Gods love.. Your dream will not die, your plans will not fail, your destiny will not be aborted, and the desire of your heart will be granted Say a big Amen. Money will know your name and address before the end of this month. If you believe, send it back to all your friends. No one goes to the river early in the morning and brings dirty water. May your life be clean, calm and clear like the early morning water. May the grace of the Almighty support, sustain and supply all your needs according to his riches in glory Amen. The will of God will never take you where the grace of God will not protect you.
Posted on: Wed, 17 Sep 2014 04:21:59 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015