STOP COMPLAINING STOP BLAMING. Mudikani mukurarama umu - TopicsExpress



          

STOP COMPLAINING STOP BLAMING. Mudikani mukurarama umu unonzwa vanhu vachiti kana paita dambudziko hapana anoda kugashira kutadza kwake . Mukadzi akarambwa nemurume unonzwa Mukadzi achiti varume imbwa zvahi My Ex Boy Friend ane dambudziko . Hapana paunosanagna nemukadzi anotaura kuti vasikana ndakarambwa ini ndaiva nepamuromo . Hakuna mukadzi wainonzwa achiti murume akandisiyira chihure changu wese mukadzi unonzwa achiti murume wangu aive nedambudziko. Varume ukuwo akarambwa kana kuramba mukadzi unonzwa zvahii mukadzi wangu ndiye ane dambudziko ko kungobvuma kuti mudzimai wangu akandisiya chipfambi ndainge ndanyanya . Chokwadi ndaigara ndichirova mukadzi wangu akandisiya . Kana munhu basa rikapera unonzwa munhu ave kushoropodza Company . Hupenyu uhwu hunoda munhu anoti iye ITS MY FAULT I WILL CHANGE IT. UNLESS WE SEE OUR OWN SINS WE WONT SEE THE NEED OF A SAVIOR. #Team #Liam #
Posted on: Fri, 05 Sep 2014 11:07:26 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015