Tese tinozviziva kuti moto unopisa, hapana kana nharo dzaungaiite - TopicsExpress



          

Tese tinozviziva kuti moto unopisa, hapana kana nharo dzaungaiite about fire and its effects, even mwana we 3 years anozviziva kuti fire burns. Moto wakaiswa Shadrach and his friends was not different from the fire that we know that’s why, the men who took up Shadrach, Meshach, and Abed-nego were burned to death by the flame of the fire (Dan 3:22) but ivo ana Shady havana kana kutsva, even hembe dzavo hadzina kana kuendwa nehutsi, why, Because GOD protected them. Do you know kuti maproblems anozivikanwa kuti anonetsa if they were to come upon you, GOD is able to protect just like zvakaitwa varume 3 ava. HIV inganzi inouraya, munhu akafoira anganzi haawane basa, musikana asvika 30 years anganzi haarorwe, whatever it is, I have come to tell you kuti there is a GOD above who delivered 3 men from a dangerous fire and HE is also able to deliver you from that situation you are in right now, in Jesuss name.............
Posted on: Mon, 13 Oct 2014 14:16:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015