To those who were in mozambique 4 the liberation 2gether wth me - TopicsExpress



          

To those who were in mozambique 4 the liberation 2gether wth me andrew and josiah magama tongagara in 19790 b4 his death he prophesised 4 the new zim b4 cease fire wakataura wachiti zim itsva ndirikuiona asi ini handipindi mairi, ndiri kuona wachapinda mairi wachadya nokunwa nokufarisa nokukanganwa nokuriwara,muwengi achadzoka muchatamburisa zvoda kupandukirana pachenyu asi muchabatana ndokurwisa muwengi musangano wenyu uchazosimba sezvawangawakaita muchagarikazve pasina 2weeks ceasefire was anounced.tongogara haana kuona independence-kuriwara- we failed to giv land after 10yrs as stated by lancester hse cons-muwengi achadzoka-by funding of MDCs britain yakadzoka yabatana newawengi wakawanda-tichatambura-thru elligal economic sanct takatambudzwa nemuwengi-kupandukirana pachedu-wakawanda hama dzedu dzakatipandukira muna08 zvichidzoka kumashure asiGUSHUNGO wakati ukawa umwe unokundikana saka ngatiumbe TEAM yatichati team zanu pf 2013 KUti tikurire muwengi ende tamukunda zvarakidzawo kut musangano wawakusimba zvawainge wakaita muna 1980 uye chiedza chokugarika ndirikuchiona.PAMBERI MBERI NAVAR G MUGABE ndinobva makoni central yawapatrick antoney chinamasa mwana wevhu ndapedza
Posted on: Thu, 01 Aug 2013 20:58:22 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015