Tsamba kuBabie:Babie ndokuda kunge nyoka - TopicsExpress



          

Tsamba kuBabie:Babie ndokuda kunge nyoka yakafa.Ndikakufunga ndichiwacha ndinononika bucket.Kwese kwandinoenda handidi kukushaya setoilet.Babie I luv u lyk new radio,no gruuu no shhhhh.Babie unoziva?Ndikakufunga ndichigeza ndomedza sipo!Uri gudo rakaba chibage chemoyo wangu.Ndiwe wega channel inobata pasatelite dish rangu rewiztech,dai uri nyi ndaikumedza nemodzi ndokudhotera mupoto kt usaenda nesewage
Posted on: Tue, 30 Jul 2013 19:17:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015