Umwe mkadzi ane 40 something years akadanana nekamwe kamfana - TopicsExpress



          

Umwe mkadzi ane 40 something years akadanana nekamwe kamfana kane 18 years pa facebook....vak atanga kuchata for days vasati vamboonana. Mkadzi aizviti Lady C pa facebook ukuwo mfana achizviti Young Kits. Maphoto vese vaiisa pa book asiri avo...sezvinong oita nhubu dzose. One day maskati vakatanga kuchata pa facebook. Sugar Mhamha: did u c ma pic echinhu changu andakakusendera? Ben 10: yes i did....uhhhhhmm m akandinzwisa zvimwe zvinhu. Sugar Mhamha: lol..chii. Ben 10: kunzwa kuda.kkkk Sugar Mhamha: oh sorry. Guess kuti ndirikuitei izvezvi. Ben 10: hamheno....ure watching tv i guess. Sugar Mhamha: wrong. Im in the tub....naked. Ben 10: ah ndakutonzwa kuda kuita ah...lets meet somewhere. Sugar Mhamha: I was thinking the same. Where should we meet coz neniwo ndirikunzwa kuda kutoita newe. Ben 10: pa Amazing Village Lodge..hanti u said unogara ku Masvingo? Sugar Mhamha: yep...meet u there na 7. Ill tell my husband kuti ndrikuenda ku all night prayer...chat later..i can c my hubbys car out through the window. Ben 10: sharp... Na 7 mfana akasvika pa lodge iya. Anga audzwa na mhomz vaye kuti vari mu room ipi pa facebook. Akasviko vhura door and got the surprise of his life. Mukadzi uya aive akazvambarara pa mbhedha naked akamumirira. Sugar Mhamha: Terrence..uriku tsvagei muno? Ben 10: Mhamha ! Ndimi Lady C?
Posted on: Sun, 28 Sep 2014 04:24:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015