VAENZI VAKABVEPI AVO?NDAKAMBOKUBVUNZA - TopicsExpress



          

VAENZI VAKABVEPI AVO?NDAKAMBOKUBVUNZA MATAKA............................. Chati homu chareva uye chati uone gomba iro.Mashoko ebenzi haasi ose asina musoro teerera uchawana maviri anovaka.Iwe Craig Mataka mukuru weShabanie sei waakuda kuti timu yedu ichiita yePlatinum.Wakatenda kuti Tapera atore Muranganwa kuti aite goalkeepers coach uneshuwa.Muranganwa ndiye wataiti maoko kuShabanie aimbotibatira bhora pagedhe gore rapera asi akakurira kuFc Platinum kunove kwaarikubva achiuya kuShabanie.Tapera akadzinga Matsveru bhoni redu reShabanie kwakutora wekwake kuFc Platinum. Ko makaregerei kutora Chisunga?Hamusikuona kuti vaenzi ava vakauya kutiparadza?Ndakati mashoko angu ndoafusira pasi ndozpafukunura nguva yakwana hezvo mirai muone.Next on the firing line is John Phiri mirai muone.Dot aneyeseka.TINOBVARURA NEWS.
Posted on: Wed, 10 Sep 2014 09:37:12 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015