VIA INBOX Ndiri murume akaroora ane makore 32 , dambudziko - TopicsExpress



          

VIA INBOX Ndiri murume akaroora ane makore 32 , dambudziko ndapengeswa ne mkadzi wemunhu wandiri kudanana naye. Ndinobvuma hangu chitema and i have tried to forget and end things with this woman asi zvaramba rudo rwedu rwuri kubvira. We are so inseparable and not a moment goes by without me thinking about this woman , chemistry yacho haaite.Tinogona kuswera tichitaura tese zuva rese asi hatitombobhowana ,nyaya dzedu dzino clicker so zvekuti kana yava nguva yekuenda kudzimba dzedu its like a part of me has been taken away from me. Bonde racho ibatai batai , re mhando yepamsorosoro munongoziva zvinoita bonde rekubiridzira, nhengo yangu inooma kupfuura zvainoita kumba kwangu chero iyewo ano responder zvaassingaite kumba kwake. Tese tiri vanhu vasina rufaro muma marriage edu and takatoongorora kuti we married the wrong people munongoziva zvinoita peer pressure mukukura umu and we share views and advice on how to try and make our marriages work patinenge tichikwirana ne kutamba tese tichitaura nyaya. We have actually seen stunning similarities in our scenarios apa isusu we are like a match made in heaven and understand each other perfectly. Another observation i have made is since we started our affair we can now tolerate our partners at home since we find comfort in each other saka kumba kwava kugarika zviri nani. For now tirikumboroverera bhora mberi nekukwirana tichibatsirana kuonesana hupenyu and we put smiles on each others faces. I hope u understand this predicament. Vanotuka tukai henyu asi zvedu zvirikufaya. Advice yandirikuda ndeyekuti Whats the way forward mu situation yakadai handisikuda advice yekuudzwa kuti zvamuri kuita zvakaipa kana kuti chihure nekuti tirikutozviziva. Itai muchitibatsira nekutiudza twumwe twunzvimbo twakavanda twunonakidza kwatinogona kutambira.Ndatenda hangu
Posted on: Sun, 28 Sep 2014 04:07:46 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015