Vakomana ukaona wasangana neMUSIKANA,anodai Tora. -Anopfeka hembe - TopicsExpress



          

Vakomana ukaona wasangana neMUSIKANA,anodai Tora. -Anopfeka hembe refu tora -Anoramba ne bonde kwe mwedzi wose wamupfimba tora -anofarira hamadzako tora -asingatsengi mvura tora -anovuya achikuwachira nokuayina tora -asingakumbiri mari,unongomupa woga tora -anokuratidza hamadzake tora -anogona kutsiga mugomo we mvura tora -anogona kubika bhodhoresadza size 6 tora -anosakura mumunda tora -anodya michero yemusango tora -anopfeka chipfeko chemukati chizadza dama kwete g string tora -anotyora muzura achimhoresa hamadzako tora. wedzeravo zvimwe tizive tose
Posted on: Fri, 16 Aug 2013 06:32:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015