Vasikana Ukaona Mukomana anoita izvi tora usasiye!!! *Anokufonera - TopicsExpress



          

Vasikana Ukaona Mukomana anoita izvi tora usasiye!!! *Anokufonera runodarika rutatu pazuva Tora *Asingarambi nefoni yake wasangana naye Tora *Anokumbira bonde mushure memwedzi miviri akupfimba Tora *Anozivavo kuti musikana wangu anoda kugadzirwa musoro okupa mari Tora *Anoda hamadzako Tora *Anofarira mwana wako wawakaita neumwe murume b4 iye Tora *Anokudza mai vako Tora *Anotya Mwari Tora *Asingashandi asi anerudo Tora * Anotsvairawo mumba usipo tora. * Anokumbira ruregerero paanenge akanganisa usasiya * Ane hombe tora * Asingakanganwe birthday rako Tora
Posted on: Sun, 18 Aug 2013 05:22:37 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015