Viga id. Ndiri mukadzi ane 37 yrs and i am HIV positive uye ndine - TopicsExpress



          

Viga id. Ndiri mukadzi ane 37 yrs and i am HIV positive uye ndine mazimhata anoyevedza, ndakatanga kumwa ma ARVs 5 years ago. Uye ndikudanana nemukomana wangu ane 21 years ndine 3 weeks ndichi mhanya naye. Tichitanga kusangana pabonde ndamupa macondom kuti ashandise iye ndokubvarura macondom ese ari matatu achiti haadi kudya sweet riri mupepa. Ndakabva ndati saka zvekukwirana zvacho handichadi. Akandibvarurira pant ndakamboedza kuramba kusvika andirova nyoro. Kubva ipapo anongorova nyoro. Vadare ndoita sei nemwana uyu? Ndomuudza here kuti ndiri HIV positive?
Posted on: Thu, 15 Jan 2015 05:29:28 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015