Wasvika pane nzvimbo ine imbwa iri kuhukura stereki and someone - TopicsExpress



          

Wasvika pane nzvimbo ine imbwa iri kuhukura stereki and someone wauno Truster tells you kuti rega hako kutya, imbwa yacho haina mazino. Fear yese iri mauri inobva yabuda, kwete nekuti imbwa yabatwa kuti isakurume but because wapihwa information inokusunungura. Even imbwa yacho ikazoda kukuruma hapana chaunonzwa nekuti mukanwa hamuna kana zino 1….. Information yekuti imbwa haina mazino is enough kuti ikusunungure kubva kuFear. Vanhu vazhinji they are living in fear nekuda kwekuti havana information pamusoro pezvinhu zvavanotya. Vanhu varikutya zvinhu zvakawanda muhupenyu all because havana ruzivo pamusoro pezvinhu izvozvo. Jesu anoti you shall know the truth and the truth shall set you free (John 8:32), muchaziva zvokwadi,uye zvokwadi ichakusunungurai.. One of the things chaunosunungurwa kubva pachichiri nezvokwadi (shoko raMwari) is fear…Shoko raMwari is like a key which opens the doors for you to get out of fear. Mumwe arikutya mbiya dzaakaona pamharadzano nechijira cheRed, inyaya yekuti haasati averenga Isaiah 54:17 inoti No weapon that is formed against you shall prosper. Mumwe anotya varoyi vanofamba manheru chikonzero ndechekuti haasati averenga Psalms 91:5 inoti You shalt not be afraid for the terror by night. Mumwe arikutya masatanists nevaporofita venhema vazara munyika, all because haasati averenga 1 John 4:4 inoti Greater is He that is in you, than he that is in the world. Mumwe arikutya kuti zvaakanzi ane chirwere does it mean kuti ave kufa, but inzwa Psalms 103:3 inoti The Lord heals all your diseases. Vamwe varikutya maHeadlines avakaona arikutaura nezvekuoma kwezvinhu, but ziva kuti simba raMwari is not restricted nekuoma kweEconomy rangarira paye there was a shortage, 5 loaves ne 2 fish chete but vanhu vese vakaguta wani. Fear yakasunga vanhu vazhinji and the only way to be free from any form of fear is to know the truth (The Word of GOD). As long usina ruzivo pamusoro pechinhu chauri kutya, ucharamba uchitya kusvika waziva zvokwadi…. John 8:32 Ipapo muchaziva zvokwadi, uye zvokwadi ichakusunungurai... Amen
Posted on: Thu, 07 Aug 2014 06:34:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015