Wezhira ndinablaz yangu irikustates. Blaz iyi yakanditumira msg - TopicsExpress



          

Wezhira ndinablaz yangu irikustates. Blaz iyi yakanditumira msg pawatsaap sefuny ikati ndiitsvagire bby rekuzofara naro kana auya. I ddnt take it serious. Paakauya akabva atanga kunetsa ndikamuvhara kuti ndakanga ndasota. Ndakaenda kunekamwewo kahurefriend kangu ndikakatipa kuti katambe front. Kakabva katamba front blaz ikafara. kakabva katonyepa kuti kavirgin apa kanemadon two. Blaz yakadzokera ichifara. Problem blaz yazoperera manje. Kahure kaye kakufa nemari ini ndajambwa muline. Mari kumusha haachatumiri yoperera kuhure. Mwana wehure akutoenda kuchikoro chinodhura. Apa akuda kutengerwa mota nekusoterwa vissa isu takangoti vavava. Zibvomvo refon raakatumirwa kana newe ukariona unorwadziwa. Apa kahure aka karikutoenderera mberi nekuhura. Ndingaitewo sei to stop ths shit. I knw ndakabhaiza bt manje eysh. Mukoma wopera nejorovera. #kura#
Posted on: Sun, 22 Sep 2013 12:25:40 +0000

Trending Topics



d
So you show up 3 cars deep of people at my bosses house, to
Online Clearance Sale rooCASE Origami Dual-View Case for Kindle

Recently Viewed Topics




© 2015