You are not alone-Hausi wega...so many times we ask ourselves is - TopicsExpress



          

You are not alone-Hausi wega...so many times we ask ourselves is there anybody out there?Zvangu zvanyanya?ndosvika riini zvakadi Baba?pane nguva dzatinosvika pared sea in our life...tinotarisa kumberi toona black hakuna future,totarisa kumashure toona misodzi,hapana chirikufamba zviri kuita setakazvarirwa nhamo neurwere kungobata mari chete zvatotanga,pese panopera mwedzi ndopanoita dambudziko,,kuwana basa its like uri kuenda kuhondo unovengwa namanager pasina kana chawatadza,kungodiwa the next thing is a heartbreak... Dzimwe nguva mutoro wacho unorema,,simba rinopera,moyo unorukutika bt nhasi i want you to know the Lord was and is always there for you,vakabvumira your sad past inorder to make you a living testmony,remember Joseph,what he went thru,rangarira mukadzi waibuda ropa day in day out,rangarira muchinda wekushaya angamuvisira mudziva kana robvongodzwa,izuva one richashanduka life yako for good -zvese zvawapindana nazvo zviri kuitika kuti ukuru hwaMwari hugoonekwa thru iwewe,dont give up now..
Posted on: Thu, 10 Jul 2014 06:00:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015