You will understand later. Jesu anogeza maDisciples ake tsoka & - TopicsExpress



          

You will understand later. Jesu anogeza maDisciples ake tsoka & anosvika pana Peter, Peter asks “Ishe muri kuda kushambidza tsoka dzangu here?” Jesu akapindura achiti, “Iwe hausi kuziva zvandiri kuita iye zvino, asi uchazvinzwisisa pashure.” (John 13:6-7) Purpose yekugezwa tsoka iyi Peter did not know zvainoreva or kukosha kwayo, that’s why aida kuramba kugezwa tsoka, but Jesu akamuudza kuti what im doing you don’t understand but afterward you will know. There are many things zvekuti pazvinenge zvichiitika hatizvinzwisise, we will only understand it later but during the time when GOD allows those things to happen we get worried tinopedzisira tavakubvunza Mwari kuti nhai Ishe sei muchindisiya ndiri muSituation yakadai, sei musikuita izvi neizvo, why don’t you give me this and that, why are you taking away icho neicho. During that time hauzvinzwisise kuti why zvichidaro, but you don’t need to worry, you will understand it later. Later on ndipo paucha appreciator kuti Mwari makaita henyu makaita kuti mukoma/musikana uyu andirambe Now I know kuti s/he was a cheater but pamakandinyima I didnt know kuti why. Later on ndipo paunoziva kuti basa riye Mwari vakandisiya ndichidzingwa because he had a better job for me. Later on that’s when you will understand kuti Jesu akaita hake akaita kuti ndisiwe neBhazi riye, dai ndakapinda imomo dai ndakaparara pakaita vamwe accident. But when it happens you don’t understand, only later will you appreciate it. zvimwe zvacho tichazozvinzwisisa tava kudenga, nekudaro, stop worrying about what is happening to you but pray for GOD’s will to prevail all the times and have faith in Jesus Christ All things work out for good for those who love GOD and who are called according to His purpose (Romans 8:28)
Posted on: Sat, 13 Dec 2014 03:24:49 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015