ZVIRIKUFAYA. Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva - TopicsExpress



          

ZVIRIKUFAYA. Zvino uzive chinhu ichi, kuti namazuva okupedzisira nguva dzokutambudzika dzichasvika Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza (2 Timothy 3:1-2) Chandinofarira Bible ndechekuti rakasiyana neBook reHistory rinotaura zvakaitika chete but Bible also speaks about zvinhu zvichaitika and one of those things ndizvo zvakataurwa paVerse iyo kuna 2 Timothy 3:1-2 kuti people will love only themselves and their money. They will be boastful and proud and for sure tiri munguva yacho yekuti vanhu vanozvipembedza showing off their wealth and money vachiti zviri kufaya. it might seem like innocent fun but ndizvo zvakaporofitwa muBible kuti zvichaitika mumazuva ekupedzisira. mumwe anobva aita mubvunzo kuti whats wrong with,,,chii chakaipa pazviri, Bible roti iro for the love of money is the root of all evil (1 timothy 6:10)..and iko kuzvipembedza ikoko its pride yakarambwa naMwari. pride is one of the 7 sins that GOD hates. (Proverbs 6:16-19). James 4:6 yoti iyo GOD opposes the proud, but gives grace to the humble. zvingaite kunge zvinonakidza recording videos uchopozera vanhu but ngatichenjere kutadzira Mwari all in the name of entertainment. Vafiripi 2:3-4 musingaiti chinhu nenharo, kana nokuzvikudza, asi mumwe nomumwe ngaati nomoyo unozvininipisa, vamwe vanomupfuvura iye pakunaka; mumwe nomumwe ngaarege kutarira zvake, asi ngaatarire zvavamwe vo.
Posted on: Mon, 01 Sep 2014 14:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015