bible told us that ; mwari vakayisa Adam mubindu reEden vakazo - TopicsExpress



          

bible told us that ; mwari vakayisa Adam mubindu reEden vakazo sikawo Eve vawona kuti zvakanga zvisin kukodzera kumurume agare omene. Takanzwa kuti Eve akafurira Adam kudya muchero wainziwo tree of knowledg good and evil mushure mekunyengerwa nenyoka. Izvi zvinonzizvo ndizvo zvakasakisa kuti mukadzi atakure mimba mwedzi mipfumbamwe, muru akanzi achadya cheziya, nyoka yakanzi ichava mhandu nemunhu uyezve ichadya huruva. Mchero wayirehwa hauna kubuditswa pachena kuti mu-orange here.. Muapple or... Dayi wayive muti; wayifanira kunge wakanyorwa zitazve,inga zvimwe zvese zvayinatso nyorwa, Eve naAdan wayifanira kunge wakavauraya muchero wacho nekuti kurambidzwa kwawo zvayireva wayive nevhiringidzo pautano hwemunhu kungadayi urimuchero paidi Dayi usiri muchero; ingadayi Eva akaravira vari vaviri panguva imwe sezvo tichinzwa kuti Eve ndiye akatanga ndokuzonopa murume kuti adyewo Hameno kuti munotiwo nemuchero uyu
Posted on: Wed, 25 Sep 2013 03:50:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015