chitupa viga ndingarambwa.mamuka sei vanhu?ndiri gentleman ini - TopicsExpress



          

chitupa viga ndingarambwa.mamuka sei vanhu?ndiri gentleman ini zvombo zvayo zviviri,chechikadzi(vagina) nechechirume (penis).zvino ndine musikana wandiri kudanana naye uye ndoda kumuwana next year april,asi haazivi kuti ndakatakura zviviri.hatisati tamborara tese.ndakambenge ndichihwanda nechikoro,zvino ndaka girajuweta,hapa sisina chekuhwanda nacho,ndofanira kuroora.pane vaya vakadzidza nezve medicine pane operation yekuvhara vagina here?handinina hangu mazamo.penis yangu ine hukwoshwa,handidi nayo.ndatenda kune vachabatsira.nditoriwo nendebvu vanhuwe
Posted on: Fri, 15 Nov 2013 12:57:03 +0000

Trending Topics



body" style="min-height:30px;">
JUST SAYING..It is really annoying when people post items for sale
No Boundaries (worldwide video release)

Recently Viewed Topics




© 2015