hie hide ID admin ndiri mujaya ane makore 23. ndine kagraft - TopicsExpress



          

hie hide ID admin ndiri mujaya ane makore 23. ndine kagraft karibhoo and life iri correct but paita one sean timba...pane kamwana kepanekaz pangu kari form 3. kubva kari kadiki kaingonzi mukadzi wangu and so on, munongoketa yana momz. now the other day ndakavharira chimoko paden...ana momz vasipo..iye ndie ega munhu akationa coz akabudikira paden ndokutiona. now mangwana acho ndakazopinzwa tight isingaiti namomz. turned out kamwana kaye had told on me....i confronted her ndikati i knw ndiwe wakandikanya coz u were thr only one who saw me. she admitted and kwakutanga kutochema paya hanzi ndiwe unotondikanya coz u arre mine and wakandipihwa ndichiri mudiki...and manje ndakatozopererwa kwakumusofter kuti sorry bla bla u knw kuti anyarare...now problem atotanga kuchengera..akutovheta fone yangu and akaona macalls nebhebhi rangu anovava zvisingaiti...at one point she called my gal vakashaudhana... dikapinda futi maone... so dare ndodii nekamwana aka. kakutondipunzira rshp. apa dai kakura nndaigona kukatora ....but hanty form 3 ipolice ahead? akanaka hake and anopromiser kuzova heavy baby...but uhm jeri harivaraidzi anhuwoye..ndoita sei manje...at the same time i also donnt wanna break her heart...lest she loses faith in love and men!! help dare ..
Posted on: Wed, 19 Jun 2013 06:39:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015