let me confess... i ws one of those people vaiti vakanzwa - TopicsExpress



          

let me confess... i ws one of those people vaiti vakanzwa mufundisi achitaura about money ndaiti mastatement evafundisi.... ndikanzwa vachiti GORE RINO UNOROPAFADZWA ndaiti ahhh ndomatauriro avo .... even pandainzwa mharidzo dzeprosperity ndaiti dai vaparidza zvekuenda kudenga.. but God helped me to understrand.. ukaona uchisvotwa neshoko rekuti uropafadzwe ziva kuti you are not yet ready for the blessing, ukanzwa shoko rekubudirira kwako rataurwa iwe wotofunga kuti dai paparidzwa zvimwe zvekuenda kudenga zvazvinongoreva chete ndezvekuti shoko iroro harisi rako rine mumwe wariri kutobatsira saka usashoropodze hako nekuti kana wazokurawo pamweya uchanzwisisa kuti Mwari haadi kuti titambure pano pasi tozonofara kudenga>>> Mwari vanotodawo kuti ufare , ugare zvakanaka , umbonzwawo kuti good life inoitasei uchitori pano pasi.... makuseni ndichinamata ndanzwa mumweya wangu kuti Mwari varikuti dont give up... ndarangarira Moses atarisana negungwa dzvuku Mwari vachimuti go forward,,, Moses aripamberi achitungamirira mhomho yevanhu kumberi gungwa dzvuku riri kushinyira nekuzara but Mwari varikuti go forward..... i know gore richitanga wakanyora your plans and goals, now tafamba tatosvika pakati pegore but hazvisati zvabatana ,Mwari varikuti dont give up, mumwedzi yasara mari yekuti uroore inotoungana ukanobvisa kwanatezvara, mazuva asara iwaya uchatoutenga mudziyo wemumba wawanga wakaronga kutenga.... hanti gore richitanga wakati gore rino hariperi ndisati ndaita 1 2 3 4 5 things???? ichokwadi harisi kuzopera zvawakaronga zvisati zvaita.... minamato yako yemunaJanuary nemitsanyo yako Mwari vanoirangarira. .. izvezvi ndichitaura kudai simudza faith yako sekatendero kawaiita gore richitanga uchiti gore rino zvangu zvinoita gather that same faith Mwari vanokuitira rino risati rapera... mangwana isa maoko muhomwe, go and do that window shopping, kana uine licence enda kumacar sales unoita test drive.... iwe ndati zvinoita kani..... go check maprices egown remuchato, enquire maprices ekuhirer halll.... dont give up.... kuti zvichaitika sei i dont know, chandinoziva ndechekuti faith can move mountains, chandinoziva ndechekuti kurutivi rwedu tina Mwari anoisa nzira pasina nzira, Mwari anoisa zvitubu zvemvura murenje, he who creates highways in the desert... nemuhupenyu hwako anokugonera nepawakanga wafunga kuti wapererwa...... . go and start that business ndirikunamatira kuzodza kwaJehova pamusoro pezvese zvauchabata kuti zviendeka in Jesus name.... muaccount mako muchatanga kupinda mari imwe ichirimo, kwete kumirira monthend... favour is your name..... iwe tenda mhani, do not limit God, unofunga kuti dai Mwari vasina zvirinani zvavakakuronger a dai uchirikurarama nanhasi here...... expect a miracle from today in Jesus name....naJesu zvinoita chete
Posted on: Thu, 11 Jul 2013 07:34:07 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015