makadiii veduwe mose mose. ndaidanana nemkomana wangu zvakanaka - TopicsExpress



          

makadiii veduwe mose mose. ndaidanana nemkomana wangu zvakanaka bfore aziva kuti takambodana nemunhu 1 nesister yake so paakazviziva akabva ati lets break for a moment ndichimbofunga bt ini bcz ndinomuda handisi kukwanisa kusiyana naye. ndinomufonera everyday iye haafoni ,mwedzi wakuda kutokwana azviziva ,we send msgs to each other bt haataure kuti I love u too. nw paane two days tichiita romance bt haataure zvakare kuti anondida so mubvunzo wangu uri pakuti angava ava kundida here or maybe hz doing it js for the sake yekuti ndini ndiri kumunetsa .plz help kana zvisingachaite ndisiyane hangu naye tho I stl lv him.
Posted on: Thu, 15 Jan 2015 16:33:36 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015