makadini dare, ndina baby wangu akarerwa nana uncle manje ndaakuda - TopicsExpress



          

makadini dare, ndina baby wangu akarerwa nana uncle manje ndaakuda baby kuti tive mumba tese, ndakambonyora before ndikazama pfungwa dzenyu dzese but now tave on this chapter nana sekuru, mashoko anoti ini ndiroore kwavari then kana tine shungu dzokutsvaka dady vanotiudza after roora but tambodya zvedu mari, it sound like they want to mek business nababy wangu. manje ini ndagaya kuvharira baby or kungotora baby togara pasina cent rabviswa then ndovatsika ndichiti ndoda baba vemwana kuti ndiroore, parizvino hatina mufaro nababy nenyaya iyi even ndikaroora kunana sekuru isu taroorana tinosara takashunguridzika, ambuya havade nadady but babby anoziva zita chete nekwavanoshandira muhurumende semukuru werimwe STATUTORY BORBY eg NRZ, ARMY, AIRFORCE. or ini nababy totsvaka dady even ambuya vanoti ndakatambura newe ndiri ndega saka mudhara halume, apa tinoda kuchata vanhu vacho havambonzwe zvese izvozvo, nababy tine gore tiri tese hatina kumborara tese sezvo akavimbika kwandiri ndakanzwisisa kutaura kwake, manje vana kule vano oma musoro nokuti achiri mhandara especially chikwata chechikadzi ndicho chiri kuita noizi kuti tinoda kudya mari nokuti mwana uyu akakudzwa nesu uye imhandara nokuti vanogara vachimudongorera, vehama baby ari kumira neni kuti dady ngavavepo kuti tive nerudo rwune mufaro, HAMA DZANGU NDOVHARIRAKA PASINA CENT SEZVO VANA KULE VASINA NGOZI? BATSIRAI
Posted on: Tue, 20 Aug 2013 15:30:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015