no wonder why ma ghetto youths asiri kubudirira,vanorwisana vega - TopicsExpress



          

no wonder why ma ghetto youths asiri kubudirira,vanorwisana vega vega vasati vamboyita mbiri hapana kana1 ati ambozvivikanwa Zimbabwe yese,asi basa nderekuzviti ndakayipa iwe uchingoyimba pama passa passa chete. Itayi take take nana freeman,winky na dadza kwete zvekuyimba zvinogumira mufon kana panoyitwa piracy music yenyu hapana. Kuzoti chikwata chehip hop uko worse,zvivhunze kuti wakatanga kuyimba rinhi vamwe tongoziva mazita avo hatimboziva kuti vakayimbeyi. POINT: Pandakananga ndepekuti kusabatana nekusarongenga ndokunokudonhedzayi,team up muwone zvinoyitika. Ini ndiri producer Metso,Dexter nevamwe vandisingazive tatoneta nekudya mari yema artist,hazvinakidze asi tisu tisingagone kana kuti ? Imi itayi zvekuti mudye mari hnti like i got P.A system vamwe mune zvimwe why dont we do something pane kuti kuswerera kunyeyana nekutukana mega mega munosvika kupi murikutochembera chimbozvivhunza kuti since uchitanga kuyimba wakadyawo marii ini handichambozive asi ndakadya WAKE UP vakomana NOTE: If anyone ane same vision neni but ane chaanobatsira nacho kwete muromo ngaandiwone Ndirikuda vanoridza ma instruments nevaneavo ex; speackers,amplifiers,keyboards,mics etc Lets form a group which perform ne live instruments FOR MORE INFO: 0733749003
Posted on: Mon, 08 Jul 2013 06:12:32 +0000

Trending Topics




© 2015