Masasi epa Chitungwiza Posts - TopicsExpress



          

Posts by Masasi epa Chitungwiza



Jesu haasi a political leader wekuti ukamuti pamberi newe
Jesu haasi a political leader wekuti ukamuti pamberi newe nekushandiswa naye anobva akuti huya ugare kurudyi kana kuruboshwe kwangu pahigh table. NO! ...
Grace vs Usimbe Bible rinoti Noah akawanirwa nyasha naMwari
Grace vs Usimbe Bible rinoti Noah akawanirwa nyasha naMwari (Genesis 6:8). But to my surprise munhu awanirwa nyasha naMwari anoudzwa kunzi enda unova...
Let it go kana uchida kuona ruoko rwaMwari muhupenyu hwako.
Let it go kana uchida kuona ruoko rwaMwari muhupenyu hwako. Ungagotambidzwa sei iwe wakapfumbata. Pane zvakanaka zvatakapfumbata tichifunga kuti zvaka...
Munhu anobata bata chaizvo panyaya yekuda kutadzira Mwari. Munhu
Munhu anobata bata chaizvo panyaya yekuda kutadzira Mwari. Munhu ane kamweya kekuda kutadzira Mwari nekuda kwesinful human nature iri maari as well as...
wakambonzwa zvavanoita kunanga???? vanotora picture yako votora
wakambonzwa zvavanoita kunanga???? vanotora picture yako votora tsono , vakabaya musoro wako kunyange iwe usipo unonzwa uri kwauri ikoko musoro wakurw...
Chimwe chezvinhu chinoita kuti munhu asakwanise kusvikira
Chimwe chezvinhu chinoita kuti munhu asakwanise kusvikira makomborero ayo Mwari vakamugadzirira inyaya yekuva double-minded and lack of wisdom. Ehee y...
Ndine Nyaya yeNhunzi neNyuchi nhasi mudikanwi ,ndinoda
Ndine Nyaya yeNhunzi neNyuchi nhasi mudikanwi ,ndinoda unyatsocherechedza zvipuka izvi masikirwo nemararamiro azvo mudikanwi ,pano pane twupuka of th...

Trending Topics




© 2015