satan akangorambidzwa kuuraya job chete but he was free - TopicsExpress



          

satan akangorambidzwa kuuraya job chete but he was free kuuraya vanhu vese kusara kwaJob. (Job 2:6) But unoona satan achiuraya vana vaJob but achisiya mukadzi wake. Nhai satan ano sireiko mukadzi weJob, wadii kumuuraya handiti you are free kuparadza imwe team yese kusara kwaJob chete? Chikonzero: mukadzi waJob unozomunzwa pana Job 2:9 achiudza murume wake hanzi tuka Mwari ufe, curse GOD and die. alright, mukadzi uyu avakutuma Job kuti atuke Mwari, ndiyani mumwe angatume munhu kuti atuke Mwari kunzwe kwasatan. satan akushandisa mai Jobho saSpokesperson wake, no wonder why satan asina kuvauraya. be very careful, the devil can speak through vanhu vari so close kwauri, he can use your friend, brother, sister, mother, father or anyone close to you anokutuma kuita zvinhu zvinopesana naMwari
Posted on: Tue, 22 Oct 2013 15:29:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015