tete nevazeyi ndibatsirei ndisati ndabuda mumba, young man of 24, - TopicsExpress



          

tete nevazeyi ndibatsirei ndisati ndabuda mumba, young man of 24, wife 21 dambudziko rakatanga pavanemwedzi ndeiri ini nemukadzi wangu wandava negore naye mumba hamuchagarike izvi zvakatanga mushure mekunge mumwe wangu angotora mari mumba kuti atange kuenda kunogadzirisa ma O levels ayo akafoira bt nyangwe tainge tisina kuwirirana ndainge ndisina dambudziko nazvo chirikunyanyonetsa ndechekuti kubvira paakatanga izvi kana time neni haachisisina anongobuda even maweekends achiti akuenda kwaamai vake oswerako otodzoka chikafu akaita chekubikirako,dzimwe nguva ndoshanda panight shift hatitoonane tumadhiri nekunyepa zvawandisa nhasi chaiye ndapihwa mota kubasa kuti ndiite madhiri angu ndobva ndaenda kumba, on my way ndaona adzimai vangu ndikamufonera kuti uripi zvikanzi ndichiri mulesson atozochinja ndamuudza paanga ari aakuti ndikuenda kunotora mwana kwaamai vake kwaanga amusiya izvozvi dzatokuma 4 pm asati adzoka kumba from kuma10 am paanyepa chingava chii nhai vedare nekuti dzimwe nguva anotobuda achitoona kuti nhengo yangu yakamira oti ndikudzoka manje manje asi oswera asipo ndomudii mkadzi uyu ndakamboedza kumurova asi hazvisikuchinja apa taane gore tiri tese, mwana 10mnths ndotenda vachabatsira
Posted on: Thu, 31 Oct 2013 16:34:46 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015