they were 2 many nd they were best friendz forever 1 of them waz a - TopicsExpress



          

they were 2 many nd they were best friendz forever 1 of them waz a carpenter nd the othe aiva ari murombo so murombo akabva afa bt mkadzi wake akanga asina kana mari yekuti atenge coffin bt while hiz friend husband waz a carpenter so he make a coffin nd nyaya yakasara pakuda kutransporter coffin bt semunhu aifarira shamwari yake akaita zano ndokutsvaga lift nd he toked to the driver akati ndine coffin rangu bt harina chitunhaba akabva apiwa lift wari munzira mvura yakatanga kunaya nd iye akati rekai ndingopinda mubox rangu ndidzambe mvura, akaita saizvozvo bt munzira makavawo newamwe wakange wanaiwa nemvura wachida lift nd driver akawataurira kuti kune kucoffin asi harina munhu wakawirirana nd that man waz in the box nd later akati regai ndizwe kuti mvura yadiii nd wanhu wakaona ruoko ruchibuda mucoffin nd hapana akasaramo wachitiza wasvika driver ndokubvunza vamwe waakange akwidzamo asi akashamisika achiona mumwe uya akaoma asi mvura yakanga yabva ichinaya nzira yose .................akaratidza chido kune mumwe wake.... hama dzadiwa munoti kudiiwo nemrume uyu..? WASU...
Posted on: Sat, 13 Jul 2013 19:14:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015