Chii chinofizura : 1. Kugara nema nxt door vanoridza radio full - TopicsExpress



          

Chii chinofizura : 1. Kugara nema nxt door vanoridza radio full blast everyday vachingo ridza 1 song 2. Kushandisa toilet kumba kwevanhu wapedza owona pasina tissue. 3. Kugara mukombi pasi pehapwa yawhindi 4. After 3 days uchidya sadza ne veggie musi waunotenga chicken nhunzi yowira muplate 5.Shamwari yako isingade kugeza mazino apa inoda kuzevezera 6. Hama inouya kumba everyday palunch time. Asina day raanoramba chikafu 7. Mufesi Wepa maShops anogara achikumbira dhombi everyday nyangwe kana wakambomupa nezuro. 8.Wazora sipo urimuShower ZINWA yobaya apa hakuna imwe mvura. 9. Munhu ano beeper kana kusender call back na 2am, womufonera okuti ndangandichida kungoziva kuti urisei 10. Uchidya sadza owona musadza rako muine weave ya sisi vebasa musadza
Posted on: Mon, 19 Aug 2013 15:46:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015