Chitupa pz ndapota.ndiri mukadzi ane 29yrs and married.I stay - TopicsExpress



          

Chitupa pz ndapota.ndiri mukadzi ane 29yrs and married.I stay in beitbridge a few metres from my brothers house.The problem is that hanzvadzi yangu iguma guma and assists people to jump the boder.nezuro ndakaenda kumba kwake ndikawana bag rine hembe dzemunhukadzi nekamwana kanenge kane 3months kamusikana.I askd him mwana ndewani akati siyana neni ndezvebasa.nhasi ndabvako kuseni kuno ndikawana mwana asipi asi brother yangu was just uneasy pandabvunza nezvemwana.Chandishamisa bag riya rehembe riripo plus aenda paphone achitaura nemunhu kuti dnt get rid of the child, find new person.ndoudza murume wangu here aince he is in the police @ the same time ndotya murume wangu anouraiwa my brother ane pfuti mumba make uye hez connected nemaguma guma hobho.dzimwe nguva haaite sehanzvadzi yangu ndotumutya.ndoita sei vehama, kumusha haaendi kuvabereki ende haafarire hama.ndatambura
Posted on: Mon, 01 Jul 2013 07:35:16 +0000

Trending Topics



div class="stbody" style="min-height:30px;">
Oh Baby!!!! Its Bass Fishing Music! If you love to FLIP, this song
Wat een mooie dag was het vandaag. Vandaar dat onze weggroepen van
CHLOE CROCO 1751 HARGA : 245.000 PEMESANAN : 08990597448, KW :

Recently Viewed Topics




© 2015