Emmanuel Makandiwa vs Emmanuel Jesus Christ Facts» 1)Jesu - TopicsExpress



          

Emmanuel Makandiwa vs Emmanuel Jesus Christ Facts» 1)Jesu waifamba nemakumbo kuparidza shoko;Makandiwa­ anofamba nemota apa hanzi nw ndakuda kufambira mumhepo 2)Jesu idombo;Makandiw­a chidhinha 3)Jesu haana kumbopinda AFM,ROMA kana Methodist k uye haana kumbotanga chechi yake;Makandiwa akatiza AFM akaenda Ghana kunoromba akauya neUFIC. 4)Jesu akauya kuzo zadzisa magwaro;Makandi­wa akauya kuzotapudza fuma yavatema. Jesu hana kumboita Facebook/­Twitter Account;Makandi­wa ane 50pages dze Social Network+70Bank accounts. 5)Jesu wangu ndewe zviratidzo;Maka­ndiwa wenyu ndewe mapipi,mashura neminana. 6)Jesu haana kumbodya fuma yepano pasi:Makandiwa,­vave kutonzi Mari Haizivani Makandiwa 7)Jesu vaimuziva sa Brother;Makandi­wa vanomuti Papa(kaGod kadiki)*nxaa* 8)Jesu akabheja ropa rake kuti uregererwe zvivi zvako;Ukasabhej­a kwaMakandiwa ziva kuti zvivi zvako zviri ku Multiplier chero miracle money ahuyiwani. 9)Jesu anoita matrips ekuenda kudenga everyday;Makand­iwa anoita matrips ekuenda London kunodya mari yemipiro. 10udzaiwo vamwe kuti vakarasika vadzoke..kunaJe­su Why Do we feel sleepy in Prayer, But stay awake through a 3 hour movie?Why are we so bored when we look at the bible;But find it easy to read other books?Why is it so easy to ignore a msg about God,Yet we forward the nasty ones?Why are Prayers getting smaller,But bars and clubs are expanding?Why is it so easy to worship a celebrity,But very difficult to engage with God?Think about it, are you going to forward this?Are you going to ignore it, cause you think you will get laughed at?Forward this to all your friends.80% of you wont forward this.God said:If you deny me in front of yourfriends, I will deny you on the day of judgment: When one door closes , God opens two : If God has opened doors for you, send this message to everyone
Posted on: Sat, 26 Jul 2014 09:00:39 +0000

Trending Topics



653519338162">From the options given, choose the most appropriate one. (a)
The Plan... We have proposed a means to: - Rebuild the Beach
Big John WEATHER Summary & Discussion (Issued 3:00 pm Friday
Benton Harbor City Commissioner Trenton Bowens contacted me over
gin-left:0px; min-height:30px;"> Prave uvolnovenie energetickych prepojeni je najdolezitejsou
Seattle City Stencil - 36 inch (at longest point) - 14 mil

Recently Viewed Topics




© 2015