Exodus 4:1-5. TOPIC: With God Ordinary things will produce extra - TopicsExpress



          

Exodus 4:1-5. TOPIC: With God Ordinary things will produce extra ordinary results. Moses ari kunzi naMwari go and deliver my people from the hand of Pharaoh iye oti ndipeiwo chinhu chekuti vanhu vakaona vanoziva kuti ndatumwa naMwari. Moses wanted something great but God asked him a question , what is in your hands? Moses replied that it was just an ordinary stick. Kwaari chaingove chimuti chekufudzisa makwai aJethro and nothing more was to come from the stick. Tine vanhu vazhinji vari kunamata kuti Mwari tipeiwo zvinobatika asi mumaoko awo vaine zvimiti zvawo. God is asking the same question today, what is in your hands, and the answer is very interesting, its just an ordinary stick and i cant do anything with it. Many people nowadays vari kuchema vachiti handina chekuita uye handina pekutangira. God taught Moses kuti usati vatarisa zvausina tanga vamboona kuti umbori nei. Everyone has his /her own stick mumaoko ake and just like Moses tinoona kamuti kasina basa. Mwari vanotanga nechavakabata pamaoko ako. Ikako kamuti kauri kuona sekasina basa, kakaloader. Moses akanda tsvimbo pasi ndipo paakaona kuti it was not an ordinary stick, payakashanduka kuwa nyoka. The same ordinary stick yakarova the Nile river mvura ikaita ropa, the same stick yakarova red sea nzira inofambika ikagadzirwa mugungwa, same tsvimbo yakagara naMoses kwenguva achiiona sechimuti chisina basa, yakabudisa mvura padombo. Saka nyaya haiziri yekuti Mwari ndipeiwo zvikuru ndisimuke muhupenyu, asi nyaya ndeye kurealizer kuti zvauri kuona kunge zvisingabatsiri zviri pauri zvinogona kuburitsa zviri extra ordinary. Katsvimbo kanenge kasina basa turned to be an earthmover rinogadzira nzira mugungwa. Hakuna munhu asina chaakabata mumaoko ake, namata kuti Mwari ndizarurei maziso kuti ndione kuti ndakabatei mumaoko angu. With God what appears to be ordinary to Men can produce extra ordinary results. Usada kutanga nezvausina unoromba kana kuba iwe, what is in your hand, ichocho chavakabata chinokusimudza, but pray that God will open your eyes. Nhamo yako inogona kupedzwa nechavakabata pamaoko ako, asi iwe uchipedza nyika kutsvaga zvinopedza nhamo. This time ndinoda vanhu vari kuti out of this ordinary stick, great things must come out in Jesus name. Ndafa nenyota ndakabata tsvimbo inobudisa mvura padombo zvakwana, ndatadza kucrosser gungwa ndakabata tsvimbo inogadzira road mugungwa zvakwana, Lord open my eyes ndizive kuti this is not an ordinary stick. Moses asvinudzwa akaenda kuna Pharaoh nechimuti chake chiya vana vaIsraeri vakadeliver from bondage kubudikidza netsvimbo. Usadheerere tsvimbo iri muruoko rwako. Be blessed
Posted on: Thu, 23 Oct 2014 19:59:49 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015