Gakanje kufamba nedivi hakuzi kuziva,kusaziva kufa,batsirai dzimwe - TopicsExpress



          

Gakanje kufamba nedivi hakuzi kuziva,kusaziva kufa,batsirai dzimwe hama dzedu kuti kana wapihwa cake haungaende naro kunodyira mutoilet unless uchitopenga...zvimwe chetezvo wapihwa ballot paper rako hangavhoteri zanu unless uchitodii ....haungavhoteri rovambira rakarovera kuodza upfumi hwose hwenyika,haungafuki jira nomoto..aiwa matakadya kare haachavaraidzi aya nekuti hapana anopa chaasina.ratidza huchenjeri nehungwaru hwako muballot box chinjaaaaaa
Posted on: Tue, 30 Jul 2013 08:24:06 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015