Hama dzangu mwese ma zimbabwean ndinoda kuyambirayi kune avo - TopicsExpress



          

Hama dzangu mwese ma zimbabwean ndinoda kuyambirayi kune avo wanoenda ku ghana.wese wanotitiri kunotsvaga rubatsiro kune n,nga kana maporofita i fake dzega dzega.kutaura kudayi hama yangu irikuchema nge maghananian awa mari iyo akabvisa waito pedza roora rese.handigoni zwangu kutaura mazita evanhu aya.Vanhu awa aibatsira chaizvo kare sekuziya kwenyu kuti kune manwe mazimba anemukurumbira wachiti wanonamata.wamwe wacho watori nema church wakanitora masimba kune vanhu awa asi iko zvino haaz chabatsiri awe kundotorera mazimba mari pasina zweanokubatsira nazvo.uye muno ziya here kuti ghana nigeria nedzinwe nyika dziriko kune inozi 419 ngeye vanhu wanoita zwe fraud.unogona kuona munhu pa fb ati ndakufarira kana kuti ndiri nherera baba na mai wangu wakafa uye handina hama asi baba wangu wakasiya mari ndinoda kuti undibatsire please let it go matsotsi echikadzi pamwe chete ne varume ndiyo 419 please hama dzangu muchenjere
Posted on: Mon, 11 Nov 2013 23:21:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015