Hide id, tete nedare ndauyawo kuzotsvaga rubatsiro, dakanana ne - TopicsExpress



          

Hide id, tete nedare ndauyawo kuzotsvaga rubatsiro, dakanana ne mumwe mukomana pa socal netwrk for 2 n half yrs yaiva zvayo long distance relationship asi zvaitifambira zvakadaro,yakazoti yakwana nguva yekutora next step akuda kunoroora kwasara 2months x wife vanova mai vemwana wake vakabva vadzoka kumurume wavo, izvi zvakandirwadza chose(heartbreak) zvekuti ndakaita vakomana hobho at the some time just kuti ndingonzwa zvirinani, muvakomana hobho imomo 2vacho they fall in love wth me n i didnt, letter on i dumb them all to get myslf back to normal, bt now the prob is handichakwanisa kuita mukomana 1panguva imwe chete plus ndakunetseka neku truster vanhu handiziva kuti ndichazokwanisa kuda nemoyo wese here, am sorry kune vandakaita ma painkiller.
Posted on: Sun, 27 Jul 2014 12:51:38 +0000

Trending Topics



affing has the following IMMEDIATE OPENINGS: 1
light load of breakfast dishes so he had time to pick up trash in

Recently Viewed Topics




© 2015